One
Motsi
Two
Piri
Three
Tatu
Four
Ina
Five
Shanu
Six
Tanhatu
Seven
Nomwe
Eight
Sere
Nine
Pfumbamwe
Ten
Gumi
Eleven
Gumi nerimwe
Twelve
Gumi nemaviri
Thirteen
Gumi nematatu
Fourteen
Gumi nemana
Fifteen
Gumi nemashanu
Sixteen
Gumi nematanhatu
Seventeen
Gumi nemanomwe
Eighteen
Gumi nemasere
Nineteen
Gumi nemapfumbamwe
Twenty
Makumi maviri
Thirty
Makumi matatu
Forty
Makumi mana
Fifty
Makumi mashanu
Sixty
Makumi matanhatu