Mangwanani
(Good) Morning
Marara sei?
How did you sleep?
Mamuka sei?
How did you wake up
Masikati
(Good) afternoon
maswera sei?
How was you day
Manheru
(Good) evening
Mhoroi
Hello (formal)
makadii
How are you (formal)
Mhoro
Hello (informal)
Wakadii
How are you (infrormal)
Makadii Henyu
How are you (formal)
(Formal)
Wakadii hako
How are you yourself?
(Informal)
musare zvakanaka
Stay well
Chisarai
Stay/remain well
Mufambe zvakanaka
Travel/ walk well
Chifambai
Go/walk well