To climb
Kukwira
To arrive
Kusvika
To ask a question
Kubvunza
To borrow
Kukwereta
To call
Kudaidza
To descend
Kuburuka
To drink
Kunwa
To eat
Kudya
To forget
Kukanganwa
To get up
Kumuka
To greet
Kukwazisa
To guess
Kufembera
To hear
Kunzwa
To help
Kubatsira
To hold
Kubata
To invite
Kukoka
To judge
Kutonga
To knock
Kugogodza
To know
Kuziva
To laugh
Kuseka
To look after
Kuchengeta
To make a mistake
Kukanganisa
To pass the day
Kuswera
To pay a visit
Kushanyira